Pamuromo Chete Songtext
von Thomas Mapfumo
Pamuromo Chete Songtext
Iye woye iye woye mambo
Iye woye iye woye
Iye woye iye woye mambo
Iye woye iye woye
Ndochema misodzi baba
Misodzi yeropa
Ndochema misodzi baba
Misodzi yeropa
Dai makaziva mambo
Mungadai musina kutisika
Dai makaziva baba
Mungadai musina kutisikawo
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Nditungamirei mambo, ndione kwekuenda
Nditungamirei mambo, ndione kwekuenda
Dai ndakaziva mambo, haitungamire
Dai ndakaziva baba, haitungamire
Kune vamwe vedu mambo, vanorara pamusika
Kune vamwe vedu mambo, vasina kwekuenda
Kune vamwe vedu mambo, vanoshupika
Kune vamwe vedu baba, vateterera iye woye
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Kune vamwe vedu mambo, vanoshupika
Vamwe havana dzimba dzekurara, vanorara pamusika
Vamwe havana mari, vamwe havana zvekupfeka
Vamwe vakabuda mabasa kare kare
Zvino titungamirirei mambo kuti tigobudirira mangwana
Iye woye iye woye mambo
Iye woye iye woye
Iye woye iye woye mambo
Iye woye iye woye
Titungamirirei mambo, taterera
Titungamirirei mambo, taterera
Ndochema misodzi ini
Misodzi yeropa
Ndochema misodzi baba
Misodzi yeropa
Ndochema misodzi mambo
Misodzi yeropa
Ndochema misodzi baba
Misodzi yeropa
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Iye woye iye woye
Iye woye iye woye mambo
Iye woye iye woye
Ndochema misodzi baba
Misodzi yeropa
Ndochema misodzi baba
Misodzi yeropa
Dai makaziva mambo
Mungadai musina kutisika
Dai makaziva baba
Mungadai musina kutisikawo
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Nditungamirei mambo, ndione kwekuenda
Nditungamirei mambo, ndione kwekuenda
Dai ndakaziva mambo, haitungamire
Dai ndakaziva baba, haitungamire
Kune vamwe vedu mambo, vanorara pamusika
Kune vamwe vedu mambo, vasina kwekuenda
Kune vamwe vedu mambo, vanoshupika
Kune vamwe vedu baba, vateterera iye woye
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Kune vamwe vedu mambo, vanoshupika
Vamwe havana dzimba dzekurara, vanorara pamusika
Vamwe havana mari, vamwe havana zvekupfeka
Vamwe vakabuda mabasa kare kare
Zvino titungamirirei mambo kuti tigobudirira mangwana
Iye woye iye woye mambo
Iye woye iye woye
Iye woye iye woye mambo
Iye woye iye woye
Titungamirirei mambo, taterera
Titungamirirei mambo, taterera
Ndochema misodzi ini
Misodzi yeropa
Ndochema misodzi baba
Misodzi yeropa
Ndochema misodzi mambo
Misodzi yeropa
Ndochema misodzi baba
Misodzi yeropa
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Ahe aheyi mambo
Ahe aheyi hona pamuromo chete
Writer(s): Thomas Mapfumo Lyrics powered by www.musixmatch.com