Ndangariro Songtext
von Thomas Mapfumo
Ndangariro Songtext
Ndangariro kufunga ini
Nyika yeZimbabwe
Ndorara ndichifunga ini
Mhuri yeZimbabwe
Pfungwa dzinondinetsa ini
Kwandiri kure
Hama musandicheme ini
Ndiri kuuya
Kungava kufunga chete
Hama kumusha
Kugara ndichingochema
Misodzi baba
Kana ndorangarira Zimbabwe
Kana ndofunga ini Harare
Kana ndorangarira Bulawayo
Kana ndofunga ini Gweru
Kana ndorangarira Kwekwe
Kana ndofunga ini Kadoma
Kana ndorangarira ini
Mai vangu kumusha
Ndakavasiya Kare Kare
Vanondichema
Patiri neChimurenga
Ndovimba nemi
Pose pandinofamba ini
Ndofamba nemi
Zvinoda kushinga chete
Tibudirire
Zviroto nendangariro
Zvinondinetsa
Kana ndorangarira Chegutu
Kana ndofunga ini Chinhoyi
Kana ndorangarira Marondera
Kana ndofunga ini Rusape
Kana ndorangarira Mutare
Kana ndofunga ini Masvingo
Ndinokukwazisai mose
Mhuri yeZimbabwe
Tinoti makadii mose
Tiri kuuya
Ndiri mwana wemughetto ini
Munozviziva
Hama neshamwari dzangu
Vanondifunga
Chokwadi ndavasuwa ini
Ndavasiya kare
Kunyange zvangu ndiri kure
Handikanganwe kumusha
Nokudawo kwake Mwari
Tichaonana
Chimwechete chinondibaya
Ipfungwa dzangu
Kana ndorangarira maghetto
Kana ndofunga ini Mbare
Kana ndorangarira Fio
Kana ndofunga ini Mabvuku
Kana ndorangarira Mufakose
Kana ndofunga ini Chitungwiza
Tinokukwazisai mose
Mhuri yeZimbabwe
Tinoti makadii mose
Tiri kuuya
Nyika yeZimbabwe
Ndorara ndichifunga ini
Mhuri yeZimbabwe
Pfungwa dzinondinetsa ini
Kwandiri kure
Hama musandicheme ini
Ndiri kuuya
Kungava kufunga chete
Hama kumusha
Kugara ndichingochema
Misodzi baba
Kana ndorangarira Zimbabwe
Kana ndofunga ini Harare
Kana ndorangarira Bulawayo
Kana ndofunga ini Gweru
Kana ndorangarira Kwekwe
Kana ndofunga ini Kadoma
Kana ndorangarira ini
Mai vangu kumusha
Ndakavasiya Kare Kare
Vanondichema
Patiri neChimurenga
Ndovimba nemi
Pose pandinofamba ini
Ndofamba nemi
Zvinoda kushinga chete
Tibudirire
Zviroto nendangariro
Zvinondinetsa
Kana ndorangarira Chegutu
Kana ndofunga ini Chinhoyi
Kana ndorangarira Marondera
Kana ndofunga ini Rusape
Kana ndorangarira Mutare
Kana ndofunga ini Masvingo
Ndinokukwazisai mose
Mhuri yeZimbabwe
Tinoti makadii mose
Tiri kuuya
Ndiri mwana wemughetto ini
Munozviziva
Hama neshamwari dzangu
Vanondifunga
Chokwadi ndavasuwa ini
Ndavasiya kare
Kunyange zvangu ndiri kure
Handikanganwe kumusha
Nokudawo kwake Mwari
Tichaonana
Chimwechete chinondibaya
Ipfungwa dzangu
Kana ndorangarira maghetto
Kana ndofunga ini Mbare
Kana ndorangarira Fio
Kana ndofunga ini Mabvuku
Kana ndorangarira Mufakose
Kana ndofunga ini Chitungwiza
Tinokukwazisai mose
Mhuri yeZimbabwe
Tinoti makadii mose
Tiri kuuya
Writer(s): Thomas Mapfumo Lyrics powered by www.musixmatch.com