Totutuma Songtext
von Oliver Mtukudzi
Totutuma Songtext
Rwendo runo wadadisa, inga watipembedza
Kupembedza dzinza reseDzinza rese rotutuma
Budiriro yako ndeyeduwo, iwe muzukuru Kanhondo
Hona sahwira otambe ngoma
Wazvinzwaka iwe, wandinzwaka?
Nhasi ndezveduwo
Itai makorokoto gorokoto kwatiri, wedu wadadisa
Wazvinzwaka, mazvinzwaka?

Wazvinzwaka? (Wazvinzwaka iwe?)
Mazvinzwaka? (Wazvinzwaka iwe?)
Gore negore ndezvenyu, ini kupururudzira vamwe
Nguva nenguva ndezvenyu, ndongopururudzira vamwe
Nhasi uno ndezvanguwo, iwe muzukuru Kanhondo
Honaka nhasi ndezvangu, hona sahwira otambe ngoma
Haa wandinzwaka iwe, wazvinzwaka iwe?

Nhasi uno ndezvanguwo, hona muzukuru Kanhondo
Nhasi uno ndezvangu, iwe sahwira wotambe ngoma
Haa wazvinzwaka iwe, wandinzwaka apa?

Rwendo runo wadadisa, chokwadi watipembedza
Kupembedza dzinza rese, dzinza rese rotutuma

Haa wandinzwaka iwe, wazvinzwaka apa?
Nhasi ndezveduwo
Itai makorokoto gorokoto kwatiri
Wedu wadadisa
Wazvinzwaka?

Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com