Kumirira Nekumirira Songtext
von Oliver Mtukudzi
Kumirira Nekumirira Songtext
Tongomirira kumirira nekumirira
(Hapana chekumirira, chekumirira hapana)
Kungomirira nekumirira kumirira

Takamirira nguva ichipo

Tikamirira ikapera

Together we can make difference

Lets get together and pray for the nation

Kungomirira tichitambura, tinoparara
Ngatiise musoro pamwe chete tichinamata

Hapana chekumirira, chekumirira hapana)

Zvakuda munamato, muteuro
Together we can make a difference (make a difference) muteuro
Let us come together and pray for the nation

Hapana chekumirira apa

Chekumirira hapana

Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com